Kutonga Kwaro

歌手: Jah Prayzah • 专辑:Celebrating Africa Month • 发布时间:2022-05-18
作词 : Jah Prayzah
作曲 : Jah Prayzah

Haa woo ti
Tisvikewo pano
Ndini Mwendamberi
Ndaakuchinja mutemo
Zaruraiwo dura
Dzasvika rova ngoma
Nyangwe huku dzamawundura
Ndaakuchinja mutemo
Zaruraiwo dura
Dzasvika rova ngoma
Nyangwe huku dzamawundura
Woye mambo



Hero rasvika (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Ngoma kwainorira (Gamba)
Ngoma yamakajaira (Gamba)
Rinofadza nenherera (Gamba)
Gamba ramakajaira (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)


Haiwa hongu here ndende vasikana
Pamusoroi mambo
Hongu here ndende muchadura
Pamusoroi mambo
Haiwa hongu here ndende vasikana
Pamusoroi mambo
Hongu here ndende muchadura
Pamusoroi mambo
Hayi rakanaka motyora muzura
Rasvika gomba riya rinotonga musha
Ziso paratsika pasi rinosiya radhindha
Kangoma kekwedu kaye kanofana kadhimba
Kayaya kori unowira mugomba
Jerusarema kutamba kwavaZumba
Heee rasvika


Hero rasvika (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Ngoma kwainorira (Gamba)
Ngoma yamakajaira (Gamba)
Rinofadza nenherera (Gamba)
Gamba ramakajaira (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)


Haiwa hongu here ndende vasikana
Pamusoroi mambo
Hongu here ndende muchadura
Pamusoroi mambo
Haiwa hongu here ndende vasikana
Pamusoroi mambo
Hongu here ndende muchadura
Pamusoroi mambo
Tioneiwo
Tioneiwo
Tioneiwo
Tioneiwo
Tioneiwo
Tioneiwo
Tioneiwo
Tioneiwo
Kundinyenyeredza
Vanondidedera
Kundinyenyeredza munzira
Vanondidedera
Nyangwe kutondizonda ndakavaorora ini
Kundizonda ndakavaremera ini
Kuedza kundizonda, ndakavaorora ini
Nyangwe kutondizonda ndakavaorora ini
Heee rasvika


Hero rasvika (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Ngoma kwainorira (Gamba)
Ngoma yamakajaira (Gamba)
Rinofadza nenherera (Gamba)
Gamba ramakajaira (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)
Kutonga kwaro (Gamba)


Haiwa hongu here ndende vasikana
Pamusoroi mambo
Hongu here ndende muchadura
Pamusoroi mambo
Haiwa hongu here ndende vasikana
Pamusoroi mambo
Hongu here ndende muchadura
Hongu here ndende varumewee
Hongu here ndende muchadura
📥 下载LRC歌词 📄 下载TXT歌词

支持卡拉OK同步显示,可用记事本编辑